VaEfeso 2:3
VaEfeso 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vataifamba tose pakati pavo kare, mukuchiva kwenyama yedu, tichiita kuda kwenyama nokwokufunga kwedu, nopakuzvarwa kwedu isu navamwe vose taiva vana vokutsamwirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Isu tose taigara pakati pavo pane imwe nguva, tichikudza kuchiva kwenyama yedu yezvivi uye tichitevera zvido zvedu nezvataifunga. Sezvakangoita vamwe vose, pakuzvarwa kwedu takanga tiri vana vokutsamwirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isuwo tose takambogarawo mukati mazvo tichitevera havi dzomuviri wedu, tichitevera zvinoda muviri nepfungwa dzedu. Naizvozvo takanga takazvarirwa shamhu sezvakanga zvangoitawo vanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2