VaEfeso 2:20-21
VaEfeso 2:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
makavakwa panheyo dzavapostori navaprofita, naKristu Jesu pachake iye dombo rapakona. Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Makavakwa pamusoro penheyo dzavapostori navaporofita, Kristu Jesu amene ari ibwe rapakona. Maari imba yose yakasanganiswa kwazvo, inokura, ive temberi tsvene muna Ishe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makavakwa pahwaro hwavapositori navaporofita, Kristu Jesu pachake ari iye ibwe rapakona. Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2