VaEfeso 2:11
VaEfeso 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, rangarirai kuti kare imi veDzimwe Ndudzi pakuzvarwa uye muchinzi “vasina kudzingiswa” naavo vaizviti “vakadzingiswa” (uko kunoitwa pamuviri namaoko avanhu)
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo rangarirai, kuti imi vahedheni munyama, mainzi “Vasina, kudzingiswa” naivo vanonzi, “Vokudzingiswa,” kuri munyama, kunoitwa namaoko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo, imi vechirudzi panyama, yeukai kuti maimbonzi vanhu vasina kudzingiswa navaya vakadzingiswa chiri chinhu chinoitwa panyama namaoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2