VaEfeso 1:19-20
VaEfeso 1:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye nesimba rake guru risingagoni kuenzaniswa kwatiri isu vanotenda. Iroro simba rakaita sokubata kwesimba rake guru, raakaita muna Kristu paakamumutsa kubva kuvakafa akamugarisa kuruoko rwake rworudyi mudenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 1VaEfeso 1:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
noukuru hwakapfuurisa hwesimba rake kwatiri isu tinotenda, nokubata kwesimba rake guru, raakabata muna Kristu, achimumutsa kuvakafa, nokumugarisa kurudyi rwake kudenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 1VaEfeso 1:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uye hakusi kukura ikoko kwakaita simba rake matiri isu tinotenda sokushanda kwakaita simba rake guru raakashandisa munaKristu paakamumutsa kuvakafa akaita kuti agare kurudyi rwake kunzvimbo dzokumatenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 1