Muparidzi 9:5-6
Muparidzi 9:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa, asi vakafa havana chavanoziva, kunyange nomubayiro havachina; nokuti havacharangarirwi. Rudo rwavo, nokuvenga kwavo, negodo ravo, zvose zvanguva zvapera hazvo; havachino mugove nokusingaperi pazvose zvinoitwa pasi pezuva.
Muparidzi 9:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa, asi vakafa havana chavanoziva; havachinazve mumwe mubayiro, uye nokurangarirwa kwavo kwakanganikwa. Rudo rwavo, ruvengo rwavo negodo zvakanguri zvapera kare; havachazovizve nechikamu, pane zvose zvinoitika pasi pezuva.
Muparidzi 9:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chandinodariro ndechokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa asi vakafa havana zvavanoziva. Mubayiro havachisina uye zvokuyeukwa hapachina. Rudo rwavo, noruvengo rwavo, uye shanje yavo zvakaparara. Havachisina kana mugove zvavo narini wose pazvinhu zvinoitwa pasi pedenga
Muparidzi 9:5-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ʋapenyu ʋanoziʋa kuti ʋacazofa, asi ʋakafa haʋana‐caʋanoziʋa, kunyaŋge nomuɓairo haʋacina; nokuti haʋacaraŋgarirwi. Ruɗo rwaʋo, nokuʋeŋga kwaʋo, negoɗo raʋo, ɀose ɀaŋguʋa ɀapera haɀo; haʋacinomugoʋe nokusiŋgaperi paɀose ɀinoitwa pasi pezuʋa.
Muparidzi 9:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)