Muparidzi 12:14
Muparidzi 12:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti Mŋari ucatoŋga ɓasa rimŋe nerimŋe, pamŋe cete neɀose ɀakaʋanzika, kunyaŋge ɀakanaka, kunyaŋge ɀakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 12Muparidzi 12:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Nokuti Mwari achatonga zviito zvose, zvose, zvakavandika zvingave zvakanaka kana zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 12Muparidzi 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Mwari achatonga basa rimwe nerimwe kusanganisira nezvakavanzika zvose, zvakanaka kana zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 12