Dhuteronomi 7:22
Dhuteronomi 7:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzi kubva pamberi penyu, zvishoma nezvishoma. Hamungatenderwi kuvaparadza vose kamwe chete, kuti zvikara zvesango zvirege kuwanda munzvimbo dzakakupoteredzai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 7Dhuteronomi 7:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha Mwari wako uchadzinga ndudzi idzo pamberi pako, rumwe-rumwe; haufaniri kuvaparadza vose kamwe, kuti zvikara zvesango zvirege kukuwandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 7Dhuteronomi 7:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzodzo paduku paduku. Hamungavaparadze nenguva nduku nduku nokuti zvikara zvingazokuwandirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 7