Dhuteronomi 6:4-5
Dhuteronomi 6:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chinzwa iwe Israeri: Jehovha Mwari wedu, ndiJehovha mumwe chete. Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose uye nesimba rako rose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Chinzwa Isiraeri, Jehovha Mwari wedu ndiJehovha mumwe chete. Ude Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nesimba rako rose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Teerera unzwe iwe Isiraeri. Tenzi Mwari wedu ndiye Mwari oga. Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nesimba rako rose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6