Dhuteronomi 6:20
Dhuteronomi 6:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Panguva inotevera, kana mwanakomana wako akakubvunza achiti, “Ko, zvakatemwa izvi, mitemo nemirayiro yamakarayirwa naJehovha Mwari wedu zvinorevei?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino kana mwanakomana wako akakubvunza pashure, achiti, ‘Ko izvi zvipupuriro, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvamakarairwa naJehovha Mwari wedu, zvinodiniko?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6Dhuteronomi 6:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Panguva ichauya kana mwana wako ozokubvunza achiti, ‘Ko zvakambouya seiko kuti tive nechitenderano nemitemo nemirao yamakapiwa naTenzi Mwari wenyu?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 6