Dhuteronomi 5:32
Dhuteronomi 5:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka chenjerai kuti muite zvamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu; musatsauka kurudyi kana kuruboshwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 5Dhuteronomi 5:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Naizvozvo chenjerai, kuti muite sezvamakarairwa naJehovha Mwari wenyu; musatsaukira kurutivi rworudyi kana rworuboshwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 5Dhuteronomi 5:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zvino chenjererai kuita zvose zvamakaudzwa naTenzi Mwari wenyu, musingatsaudzire moita zvomusoro wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 5