Dhuteronomi 3:28
Dhuteronomi 3:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi rayira Joshua, ugomukurudzira nokumusimbisa nokuti achatungamirira vanhu ava pakuyambuka uye achaita kuti vagare nhaka yenyika yauchaona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 3Dhuteronomi 3:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi raira Joshua, umutse mwoyo wake nokumusimbisa, nokuti iye uchayambuka pamberi pavanhu ava, iye uchavagarisa nhaka yenyika yauchaona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 3Dhuteronomi 3:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi taurira Joshuwa umukurudzire nokumushingisa nokuti ndiye achatungamirira vanhu ava kuyambuka vachindotora nyika iyoyo yauchaona kuti ive yavo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 3