Dhuteronomi 3:24
Dhuteronomi 3:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Imi Ishe Jehovha, makatanga kuratidza muranda wenyu ukuru hwenyu noruoko rwenyu rune simba. Nokuti ndoupiko Mwari kudenga kana panyika angaita zvakafanana namabasa enyu uye namabasa makuru amunoita?
Dhuteronomi 3:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
‘Imi Jehovha Mwari, makatanga kuratidza muranda wenyu ukuru hwenyu, noruoko rwenyu rune simba; nokuti ndoupiko mwari kudenga kana panyika ungaita zvakafanana namabasa enyu, nesimba renyu?
Dhuteronomi 3:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
‘Nhai Tenzi Mwari ndinozviziva kuti zvose zvamakandiratidza zvinongova mavambo oukuru hwenyu nesimba renyu nokuti ariko here Mwari kudenga kana pasi pano angaite mabasa akadaro namasimba angaenzaniswa neenyu?
Dhuteronomi 3:24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Imi Jehova Mŋari, makataŋga kuratidza muranda wenyu ʋukuru bgenyu, noruʋoko rwenyu runesimba; nokuti ndoupiko mŋari kuɗeŋga kana panyika uŋgaita ɀakafanana namaɓasa enyu, nesimba renyu?
Dhuteronomi 3:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)