Dhuteronomi 27:19
Dhuteronomi 27:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ngaatukwe munhu anorega kururamisira mutorwa, nherera kana chirikadzi.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 27Dhuteronomi 27:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ngaatukwe munhu unotongera “Mutorwa nenherera nechirikadzi zvisakarurama. “Zvino vanhu vose vanofanira kuti, Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 27Dhuteronomi 27:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ngaawirwe norushambwa munhu anoti kana otonga mhosva yomutorwa kana yenherera kana yechirikadzi osiya zviri pamurao. Vanhu vose vachabvumira vachiti, ‘Ameni.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 27