Dhuteronomi 1:8
Dhuteronomi 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, ndakaisa nyika pamberi penyu; pindai, mutore nyika yakapikirwa madzibaba enyu naJehovha, kuna Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, kuti vachaipiwa ivo navana vavo vanovatevera.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 1Dhuteronomi 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tarirai, ndakupai nyika iyi. Endaimo mundotora nyika iyo Jehovha akapika kuti achaipa kumadzibaba enyu, kuna Abhurahama, naIsaka, naJakobho, uye nokuzvizvarwa zvavo zvaizovatevera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 1Dhuteronomi 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iyoyi ndiyo nyika yandinokupai. Chipindai muitore muiite yenyu. Ndiyo nyika yakatsidzirwa naTenzi kupa madzibaba enyu vanaAbhurahamu naIsaki naJakobho nezvizvarwa zvavo.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhuteronomi 1