Mabasa 15:38-39
Mabasa 15:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi Pauro haana kuona zvakanaka kuti vaende naye, nokuti akanga ambovasiya paPamufiria uye haana kuramba ainavo pabasa. Vakava nokupesana kukuru zvokuti vakaparadzana. Bhanabhasi akatora Mako akakwira chikepe vakaenda kuSaipurasi
Mabasa 15:38-39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi Pauro akati hazvina kunaka kumutora iye, akambovasiya Pamufiria, akasaenda navo kubasa. Ipapo kutsamwirana kukavapo, nokudaro vakaparadzana, Bhanabhasi akatora Mako, akaenda Saipurasi nechikepe
Mabasa 15:38-39 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Asiwo Pauro akanga achifunga kuti zvakanga zvakanaka kurega kuenda nomunhu akanga ambosiyana navo muPamufiria uye munhu akanga asina kuenda navo kubasa iroro. Pakamuka gakava guru zvokuti vakabva vaparadzana. Bhanabhasi, akatora Mako akaenda nechikepe kuSaipurasi.
Mabasa 15:38-39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asiwo Pauro akanga achifunga kuti zvakanga zvakanaka kurega kuenda nomunhu akanga ambosiyana navo muPamufiria uye munhu akanga asina kuenda navo kubasa iroro. Pakamuka gakava guru zvokuti vakabva vaparadzana. Bhanabhasi, akatora Mako akaenda nechikepe kuSaipurasi.
Mabasa 15:38-39 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
asi Pauro wakati haɀina‐kunaka kumutora iye, wakamboʋasiya paPamfiria, akasaenda naʋo kuɓasa. Ipapo kutsamŋirana kukaʋa’po, nokuɗaro ʋakaparadzana, Barnabasi akatora Marko, akaenda Kupro necikepe