Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 15:38-39

Maɓasa Aʋaapostora 15:38-39 SUB1949

asi Pauro wakati haɀina‐kunaka kumutora iye, wakamboʋasiya paPamfiria, akasaenda naʋo kuɓasa. Ipapo kutsamŋirana kukaʋa’po, nokuɗaro ʋakaparadzana, Barnabasi akatora Marko, akaenda Kupro necikepe