Mabasa 11:26
Mabasa 11:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakamuwana akauya naye kuAndiyoku. Kwegore rose vaisangana nesangano vachidzidzisa boka guru ravanhu. MuAndiyoku ndimo makatangira vadzidzi kuidaidzwa kunzi vakristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 11Mabasa 11:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye akati amuwana, akauya naye kuAndioki. Saka gore rose rakapera Bhanabhasi naSauro vachisangana nekereke uye vakadzidzisa vanhu vazhinji kwazvo. Vadzidzi vakanzi vaKristu kwokutanga paAndioki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 11Mabasa 11:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati amuwana, akauya naye Andioki. Ipapo vakaungana nekereke gore rose, vakadzidzisa vanhu vazhinji-zhinji; pa Andioki vadzidzi vakatanga kunzi Vakristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 11