2 Timoti 4:6
2 Timoti 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ini ndava kutodururwa sechipiriso chinonwiwa, uye nguva yangu yokuenda yasvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 42 Timoti 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ini ndotodururwa, nguva yokuenda kwangu yasvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 42 Timoti 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 4