2 Timoti 1:5
2 Timoti 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoyeuchidzwa kutenda kwako kusinganyengeri, kwakanga kuri muna mbuya vako Roisi uye nomuna mai vako Yunisi pakutanga, uye zvino ndinoziva kuti kunogarawo mauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 12 Timoti 1:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndichiyeudzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara muna mbuya vako nomuna mai vako, vaJuniki, kwandinoziva kwazvo kuti kunogarawo mauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 12 Timoti 1:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 1