2 Samueri 3:18
2 Samueri 3:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo ɀino ciitai henyu kuɗaro, nokuti Jehova wakataura pamsoro paDavidi, akati: Noruʋoko rwomuranda waŋgu Davidi ndicaponesa ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri pamaʋoko aʋaFiristia, napamaʋoko aʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose.
2 Samueri 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka chizviitai iye zvino! Nokuti Jehovha akavimbisa Dhavhidhi achiti, ‘Noruoko rwomuranda wangu Dhavhidhi ndichanunura vanhu vangu Israeri kubva muruoko rwavavengi vavo vose.’ ”
2 Samueri 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo zvino chiitai henyu kudaro, nokuti Jehovha wakataura pamusoro paDhavhidhi, akati, “Noruoko rwomuranda wangu Dhavhidhi ndichaponesa vanhu vangu vaIsiraeri pamaoko avaFirisitia, napamaoko avavengi vavo vose.”
2 Samueri 3:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino dai machiita zvenyu kudaro nokuti Tenzi akatotsidzira Dhavhidhi kuti, ‘Ndichashandisa muranda wangu, Dhavhidhi kununura vanhu vangu vaIsiraeri mumaoko avaFirisitia nomumaoko avavengi vavo vose.’ ”