2 Madzimambo 19:7
2 Madzimambo 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tarira, ndichaisa mweya maari wokuti paanonzwa mamwe mashoko, achadzokera kunyika yake, uye ndichaita kuti aurayiwe nomunondo ikoko.’ ”
2 Madzimambo 19:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarira, ndichaisa mweya wokutya mukati make, uchanzwa guhu, ndokudzokera kunyika yake; ndichamuurayisa nomunondo munyika yake.’ ”
2 Madzimambo 19:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiripo ndechichi ichi, ndichapinza mweya maari wokuti achangonzwa runyerekupe rwamarehwarehwa agopishinuka kudzokera kunyika kwake kwandichandomupinza murufu rwokuurayiwa nebakatwa munyika make imomo.’ ”
2 Madzimambo 19:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Tarira, ndicaisa mŋeya wokutya mukati make, ucanzwa guhu, ndokudzokera kunyika yake; ndicamuʋurayisa nomunondo munyika yake.
2 Madzimambo 19:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)