2 Madzimambo 19:19
2 Madzimambo 19:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa Jehovha Mwari wedu, zvino chitirwirai kubva muruoko rwake, kuitira kuti umambo hwose hwapanyika huzive kuti imi moga, ndimi Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 192 Madzimambo 19:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, Jehovha Mwari wedu, chitiponesai henyu paruoko rwake, kuti ushe hwose hwenyika huzive kuti ndimi Jehovha Mwari, imi moga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 192 Madzimambo 19:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino Tenzi, Mwari wedu ndateterera tinunureiwo mumaoko ake, nyika dzose dzepasi pano dzizive kuti imi Tenzi ndimi moga Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 19