2 VaKorinde 8:11
2 VaKorinde 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino pedzisai basa, kuitira kuti shungu dzenyu dzokuda kuita izvi, dzienzaniswe nokuzvizadzisa kwenyu, maererano nepamunogona napo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 82 VaKorinde 8:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvino pedzisai kuitawo; sezvamakanga muno mwoyo unoda, saizvozvo pedzisaiwo pamunogona napo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 82 VaKorinde 8:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino, chipedzisai basa iroro kuti kuripedzisa kwenyu kuenzane neshungu dzenyu dzokuda kuriita maererano nezvamunazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 8