2 VaKorinde 5:5
2 VaKorinde 5:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Mwari ndiye akatigadzirira chinhu ichi, uye akatipawo Mweya sorubatso, achisimbisa zvinouya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Iye akatigadzirira izvi ndiMwari akatipa Mweya sorubatso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, uyo akatigadzirira chinhu ichi ndiMwari, akatipawo rubatso rwoMweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 5