2 VaKorinde 5:15
2 VaKorinde 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye iye akafira vose, kuitira kuti vose vasazviraramira asi vararamire iye akavafira akamutswazve kubva kuvakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino iye akafira vose, kuti avo vanorarama varege kuzozviraramira ivo, asi uyo akafa nokumutswa nokuda kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akafira vanhu vose kuti vanorarama varege kuzviraramira asi kuti vararamire iye akavafira akamutswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 5