2 Makoronike 9:22-23
2 Makoronike 9:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mambo Soromoni akanga ari mukuru kwazvo muupfumi nouchenjeri kupfuura madzimambo ose enyika. Madzimambo ose aitsvaga kutaura naSoromoni kuti vanzwe uchenjeri hwakanga hwaiswa naMwari mumwoyo make.

2 Makoronike 9:22-23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo mambo Soromoni akakunda madzimambo ose enyika pakupfuma nokuchenjera. Madzimambo ose enyika aiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naMwari mumwoyo make.
2 Makoronike 9:22-23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokudaro mambo Soromoni aikunda mamwe madzimambo ose apasi pano muupfumi nomungwaru. Madzimambo apasi pose aidisa kwazvo kuona Soromoni kuti vanzwe ungwaru hwake hwakanga hwaiswa naMwari mumwoyo make.
2 Makoronike 9:22-23 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo mambo Soromoni wakakunda madzimambo ose enyika pakufuma nokucenjera. Madzimambo ose enyika aiʋuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kuŋgwara kwake, kwakaŋga kwaiswa naMŋari mumŋoyo make.
2 Makoronike 9:22-23 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)