Naiɀoɀo mambo Soromoni wakakunda madzimambo ose enyika pakufuma nokucenjera. Madzimambo ose enyika aiʋuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kuŋgwara kwake, kwakaŋga kwaiswa naMŋari mumŋoyo make.
Verenga chikamu II Makoronike 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Makoronike 9:22-23
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo