1 Timoti 1:6-7
1 Timoti 1:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo vachida kuva vadzidzisi voMutemo asi vasinganzwisi zvavanotaura kana kuziva zvinhu zvacho zvavanenge vachitaura nezvazvo.
1 Timoti 1:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vamwe vakarashika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusina maturo; vachitsvaka kuti vave vadzidzisi vomurayiro, vasingazivi zvavanoreva kana zvavanosimbisa.
1 Timoti 1:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vamwe vakarasika kubva pazvinhu izvi uye vakatsaukira mukutaura kusina maturo. Vanoda kuva vadzidzisi vomurayiro, asi havazivi zvavari kutaura pamusoro pazvo kana izvo zvavari kushingira kusimbisa.
1 Timoti 1:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vamwe vakarashika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusina maturo; vachitsvaka kuti vave vadzidzisi vomurayiro, vasingazivi zvavanoreva kana zvavanosimbisa.
1 Timoti 1:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo vachida kuva vadzidzisi voMutemo asi vasinganzwisi zvavanotaura kana kuziva zvinhu zvacho zvavanenge vachitaura nezvazvo.
1 Timoti 1:6-7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ʋamŋe ʋakarashika paɀinhu iɀoɀi, ʋakatsaukira kukutaura kusinamaturo; ʋacitȿaka kuti ʋaʋe ʋadzidzisi ʋomurairo, ʋasiŋgaziʋi ɀaʋanoreʋa kana ɀaʋanosimbisa.