1 VaTesaronika 5:10-11
1 VaTesaronika 5:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akatifira isu kuitira kuti, kunyange takasvinura kana tivete, tigare pamwe chete naye. Naizvozvo kurudziranai uye muvakane, sezvamunoita zvino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akatifira isu, kuti, kana tichirinda, kana tichivata, tirarame pamwechete naye. Saka nyaradzanai, musimbisane, sezvamunoitawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
akatifira kuti kunyange tichiri kubwaira kudai kana kuti tatsinzinya tigare naye. Nezvo kurudziranai muchiumbana sezvamuri kungoita iye zvino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 5