1 VaTesaronika 1:9
1 VaTesaronika 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti ivo pachavo vanozivisa kuti takagamuchirwa sei navo. Vanotaura kuti makadzokera sei kuna Mwari muchibva kuzvifananidzo kuti mushumire Mwari mupenyu uye wechokwadi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 11 VaTesaronika 1:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ivo vamene vanoparidza kupinda kwedu kwamuri, kuti kwakanga kwakadini; uye, kuti makatendeukira kuna Mwari, muchibva pazvifananidzo, kuti mubatire Mwari mupenyu wachokwadi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 11 VaTesaronika 1:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiripo ndechokuti ivowo pachavo vanotaura kuti makatigamuchira zvakadii pakati penyu uye kuti makasiya zvokunamata mifananidzo muchipindukira kuna Mwari kuti munamate Mwari mupenyu wechokwadi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 1