1 Samueri 18:29
1 Samueri 18:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sauro akatonyanya kumutya, uye akaramba ari muvengi wake pamazuva ake ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 181 Samueri 18:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Sauro akanyanya kutya Dhavhidhi; Sauro akaramba achivenga Dhavhidhi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 181 Samueri 18:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sauro akatonyanya kutya Dhavhidhi. Naizvozvo Sauro akaramba ava muvengi waDhavhidhi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 18