1 Petro 1:8
1 Petro 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange musina kumuona, munomuda; kunyange zvazvo musingamuoni zvino, munotenda kwaari uye muzere nomufaro usingagoni kurondedzerwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 11 Petro 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
iye wamunoda, kunyange musina kumuona; iye wamunotenda kwaari, kunyange musingamuoni zvino, muchifara zvikuru nomufaro usingagoni kutaurwa, uzere nokubwinya
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 11 Petro 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange musina kumuona munomuda. Kunyange musingamuoni iye zvino, munotenda maari muchifara norufaro rusingatauriki rukuru kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 1