1 Petro 1:24-25
1 Petro 1:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti, “Vanhu vose vakaita souswa, uye kuyevedza kwavo kwakaita samaruva ouswa; uswa hunosvava uye maruva anowira pasi, asi shoko raShe rinogara nokusingaperi.” Uye iri ndiro shoko ramakaparidzirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 11 Petro 1:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti, “Nyama yose yakaita souswa, Nokunaka kwose seruva rouswa. Uswa hunosvava, neruva rinowira pasi; Asi shoko raIshe rinogara nokusingaperi.” Ndirori shoko romufaro ramakaparidzirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 11 Petro 1:24-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti, “Vanhu vose uswa mbiri yavo yakaita samaruva omusango uswa hunouna,” ruva rinodonha asi Shoko raTenzi rinogara nokusingaperi. Shoko iroro ndiro Shoko Rakanaka rakaparidzwa kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 1