1 Petro 1:2
1 Petro 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
vakasarudzwa maererano nokuziva zviri mberi kunoita Mwari Baba, kubudikidza nebasa roMweya rokuvaita vatsvene, kuti vateerere kuna Jesu Kristu nokusaswa neropa rake: Nyasha norugare ngazviwande kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 11 Petro 1:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakasanangurwa nokuziva zviri mberi kwaMwari Baba, muutsvene hwoMweya, kuti vateerere, vasaswe neropa raJesu Kristu: Nyasha norugare ngazviwanzwe kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 11 Petro 1:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
imi makasarudzwa mukanzi naMwari Baba mururamiswe naMweya kuitira kuti muteerere Jesu Kristu uye kuti musaswe neropa rake. Dai mangowaniswa chikomborero chenyasha dzakawanda norugare ruzere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 1