1 Johani 5:12-13
1 Johani 5:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo ano Mwanakomana ano upenyu; uyo asina Mwanakomana waMwari haana upenyu. Ndanyora izvi kwamuri imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuitira kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:12-13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ane Mwanakomana waMwari ano upenyu, asina Mwanakomana waMwari, haano hupenyu. Ndakakunyorerai zvinhu izvi kuti mugoziva kuti munoupenyu husingaperi, iyemi munotenda kuzita roMwanakomana waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:12-13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anenge ana Mwanakomana ano upenyu anenge asina Mwanakomana waMwari haanawo upenyu. Ndiri kukunyorerai imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti muno upenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 5