1 Johani 5:11-12
1 Johani 5:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye uku ndiko kupupura kuti: Mwari akatipa upenyu husingaperi, uye upenyu uhu huri muMwanakomana wake. Uyo ano Mwanakomana ano upenyu; uyo asina Mwanakomana waMwari haana upenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kupupura ndiko, kuti Mwari akatipa upenyu husingaperi; zvino upenyu uhwu huri muMwanakomana wake. Ane Mwanakomana waMwari ano upenyu, asina Mwanakomana waMwari, haano hupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uchapupu hwacho ndohwuhwu hunoti: Mwari akatipa upenyu husingaperi upenyu ihwohwo huri muMwanakomana wake. Munhu anenge ana Mwanakomana ano upenyu anenge asina Mwanakomana waMwari haanawo upenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 5