1 Johani 5:1
1 Johani 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe nomumwe anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, akaberekwa naMwari, uye mumwe nomumwe anoda baba anodawo mwana wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe, anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, iye akaberekwa naMwari; mumwe nomumwe, anoda iye akabereka, anodawo akaberekwa naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wose anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, mwana waMwari. Munhu anoda mubereki anodawo mwana waanobereka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 5