1 Johani 4:12
1 Johani 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna munhu akatongoona Mwari; asi kana tichidanana, Mwari anogara matiri, uye rudo rwake runokwaniswa matiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuna munhu akamboona Mwari; kana tichidana, Mwari anogara matiri, norudo rwake runokwaniswa matiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 41 Johani 4:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana munhu ati amboona Mwari asi kana tichidanana, Mwari anogara matiri uye rudo rwake matiri runobva rwazadziswa zvokuperera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 4