1 VaKorinde 5:1
1 VaKorinde 5:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vose vanoti upombwe huripo pakati penyu, upombwe hwakadaro husingazikanwi kunyange pakati pavahedheni, hwokuti mumwe anogara nomukadzi wababa vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 51 VaKorinde 5:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndiri kunzwa zvechokwadi kuti pakati penyu pari kuitwa unzenza husingatombowanikwi kunyange pakati pavasiri vanamati. Pano murume ari kutorana nomudzimai wababa vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 51 VaKorinde 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvinonzi pakati penyu pane upombwe, uye upombwe hworudzi rusakambonzwikwa kunyange pakati pavahedheni: Munhu anorara nomukadzi wababa vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 5