1 VaKorinde 12:1
1 VaKorinde 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino pamusoro pezvipo zvoMweya, hama, handidi kuti muve musingazivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 121 VaKorinde 12:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, kana zviri zvipo zvoMweya, hama dzangu, handidi kuti muve vasingazivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 121 VaKorinde 12:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Panyaya yezvipo zvaMweya, hama dzangu, handingadi kuti munge musingazivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 12