1 VaKorinde 10:5
1 VaKorinde 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange zvakadaro, Mwari haana kufadzwa navazhinji vavo; mitumbi yavo yakaparadzirwa murenje.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Mwari haana kufadzwa navazhinji vavo; nokuti vakaparadzwa murenje.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari haana kufadzwa navazhinji vavo nokuti vakaitwa gatakata kuraiwa murenje.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 10