1 VaKorinde 10:4
1 VaKorinde 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye vose vakanwa zvokunwa zvimwe chete zvomweya; nokuti vakanwa kubva padombo romweya rakafamba navo, uye dombo iri raiva Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vose vakanwa zvokunwa zvimwe zvomweya; nokuti vakanwa padombo romweya rakavatevera; dombo iro rakanga riri Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dombo iroro raiva Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 10