1 Makoronike 12:32
1 Makoronike 12:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
varume vokwaIsakari vainzwisisa nguva uye vaiziva kuti Israeri yaifanira kuitei, vaiva vakuru mazana maviri nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 121 Makoronike 12:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kuvana vaIsakari, varume vaiziva nguva zvakanaka, uye kuti vaIsiraeri vanofanira kuitei, vakuru vavo vaiva mazana maviri; hama dzavo dzose dzairairwa navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 121 Makoronike 12:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VokwaIsakari: varume vainzwisisa mamiriro ezvinhu panguva iyoyo, vaiziva zvinofanira kuti zviitwe navaIsiraeri, madzishe anosvika mazana maviri pamwechete nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 12