Zvino akati amuwana, akauya naye Andiyoku. Ipapo vakaungana nechechi gore rose, vakadzidzisa vanhu vazhinji zhinji; paAndiyoku vadzidzi vakatanga kunzi VaKristu.
Verenga chikamu Mabasa aVapostori 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa aVapostori 11:26
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo