Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 6:5-6

VaRoma 6:5-6 BDSC

Nokuti kana takabatanidzwa naye zvakadai murufu rwake, zvirokwazvo tichabatanawo naye mukumuka kwake. Nokuti tinoziva kuti munhu wedu wakare akarovererwa pamuchinjikwa pamwe chete naye kuti muviri wechivi ushayiswe simba, kuti tirege kuvazve varanda vechivi