Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 15:5-6

VaRoma 15:5-6 BDSC

Mwari anopa kutsungirira nokukurudzira ngaakupei mweya wokuva nomwoyo mumwe pakati penyu pamunenge muchitevera Kristu Jesu, kuti mukudze Mwari naBaba waIshe wedu Jesu Kristu nomwoyo mumwe uye nomuromo mumwe.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaRoma 15:5-6