Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 15:5-6

Varoma 15:5-6 SCLB

Dai Mwari anotsungisa uye anokurudzira vanhu angoita kuti mugarisane zvakanaka, zvinowirirana naKristu Jesu kuti pamwechete nezwi rimwechete murumbidze Mwari naBaba waTenzi wedu Jesu Kristu.

Verenga chikamu Varoma 15

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaroma 15:5-6