Gungwa ngaritinhire, nezvose zviri mariri, nenyika, navose vanogaramo. Nzizi ngadziuchire maoko adzo, makomo ngaaimbe pamwe chete nomufaro; ngaaimbe pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama navanhu nokururamisira.
Verenga chikamu Mapisarema 98
Terera ku Mapisarema 98
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 98:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo