masango ngaafare, nezvose zviri maari. Ipapo miti yose yesango ichaimba nomufaro; ichaimba pamberi paJehovha, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nokururama, uye vanhu nechokwadi chake.
Verenga chikamu Mapisarema 96
Terera ku Mapisarema 96
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 96:12-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo