Vakarurama vachakura kwazvo somuchindwe, vachakura somusidhari weRebhanoni; wakadyarwa muimba yaJehovha, vachakura kwazvo muvanze dzaMwari wedu. Vacharamba vachibereka zvibereko pakukwegura kwavo, vachagara vari vanyoro uye vari vatsva. Vachaparidza kuti, “Jehovha akarurama; ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa.”
Verenga chikamu Mapisarema 92
Terera ku Mapisarema 92
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 92:12-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo